Deuteronomy 1:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ini ndikati kwamuri: Musavunduka henyu, kana kuʋatya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ini ndakati kwamuri, “Musavhunduka; musavatya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Asi ini ndakakutii, regai kuvazeza kana kuvatya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ipapo ini ndakati kwamuri, ‘Musavhunduka henyu, kana kuvatya.
Shona 2009?
"Ipapo ini ndakati kwamuri, `Musavhunduka henyu, kana kuvatya.
Shona SUB 2002 Bible
“Ipapo ini ndakati kwamuri, ‘Musavhunduka henyu, kana kuvatya.