Deuteronomy 1:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova akanzwa inzwi ramashoko enyu, akatsamŋa, akapika, aciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha paakanzwa zvamakataura, akatsamwa akapika, achiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Tenzi akanzwa zvamakareva zvikamutsamwisa. Akapika achiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino Jehovha akanzwa izwi ramashoko enyu, akatsamwa, akapika, achiti,
Shona 2009?
"Zvino Jehovha akanzwa inzwi ramashoko enyu, akatsamwa, akapika, achiti,
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino Jehovha akanzwa izwi ramashoko enyu, akatsamwa, akapika, achiti,