Deuteronomy 1:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, hakuŋgaʋi nomumŋe waʋanhu aʋa, ʋorudzi urwu rwakaipa, ucaʋona nyika yakanaka, yandakapika ndiciti ndicaipa madziɓaɓa enyu,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Hakungavi nomunhu mumwe worudzi urwu achaona nyika yakanaka yandakapika ndichiti ndichaipa kumadzibaba enyu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
‘Hakuna nomumwe wechizvarwa ichi chakaipa achazoona nyika yakanaka yandakatsidzira kupa madzibaba enyu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
‘Zvirokwazvo, hakungavi nomumwe wavanhu ava, vorudzi urwu rwakaipa, uchaona nyika yakanaka, yandakapika ndichiti ndichaipa madzibaba enyu,
Shona 2009?
'Zvirokwazvo, hakungavi nomumwe wavanhu ava, vorudzi urwu rwakaipa, uchaona nyika yakanaka, yandakapika ndichiti ndichaipa madzibaba enyu,
Shona SUB 2002 Bible
‘Zvirokwazvo, hakungavi nomumwe wavanhu ava, vorudzi urwu rwakaipa, uchaona nyika yakanaka, yandakapika ndichiti ndichaipa madzibaba enyu,