Deuteronomy 1:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi Karebi, mŋanakomana waJefune, ndiye ucaiʋona; ndicamupa iye naʋana ʋake nyika yaakatsika, nokuti iye wakateʋera Jehova nomŋoyo wose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kunze kwaKarebhu mwanakomana waJefune achaiona, uye ndichamupa iye navana vake nyika yaakatsika netsoka dzake nokuti akateerera Jehovha nomwoyo wose.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kunze kwaKarebhu mwanakomana waJefune, ndiye achaiona. Iye navana vake, ndichavapa nyika yaakambotsika nokuti akateerera Tenzi nomwoyo wake wose.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi Karebhu, mwanakomana waJefune, ndiye uchaiona; ndichamupa iye navana vake nyika yaakatsika, nokuti iye wakatevera Jehovha nomwoyo wose.’
Shona 2009?
asi Karebhu, mwanakomana waJefune, ndiye uchaiona; ndichamupa iye navana vake nyika yaakatsika, nokuti iye wakatevera Jehovha nomoyo wose.'
Shona SUB 2002 Bible
asi Karebhu, mwanakomana waJefune, ndiye uchaiona; ndichamupa iye navana vake nyika yaakatsika, nokuti iye wakatevera Jehovha nomwoyo wose.’