Deuteronomy 1:37 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akanditsamŋira neni ʋo nokuɗa kwenyu, akati: Newe ʋo hauŋgapindi ikoko;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuda kwenyu Jehovha akanditsamwira neniwo, akati, “Newewo hauchazoipindi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange neni, Tenzi akanditsamwirawo pamusana penyu akati, ‘Newewo hauchambomupinda.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akanditsamwira neniwo nokuda kwenyu, akati, ‘Newewo haungapindi ikoko;
Shona 2009?
Jehovha akanditsamwira neniwo nokuda kwenyu, akati, `Newewo haungapindi ikoko;
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akanditsamwira neniwo nokuda kwenyu akati, ‘Newewo haungapindi ikoko.