Deuteronomy 1:39 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋenyu ʋaɗuku, ʋamakati ʋacatapxa, naʋana ʋenyu ʋasiŋgaziʋi nhasi ɀakanaka neɀakaipa, ndiʋo ʋacapinda ikoko; ndicaʋapa iyo, iʋe yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vaduku venyu avo vamakati vachatapwa, vana venyu vasati vaziva zvakanaka kubva pane zvakaipa ndivo vachapinda munyika iyi. Ndichaipa kwavari uye vachaitora.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Asi pwere dzenyu dzamakati dzichatapwa pamwechete navana venyu vasati vaziva chakanaka kana chakaipa pari nhasi, ndivo vachapindamo, uye ndivo vandichapa nyika iyoyo kuti ive yavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Vana venyu vaduku, vamakati vachatapwa, navana venyu vasingazivi nhasi zvakanaka nezvakaipa, ndivo vachapinda ikoko; ndichavapa iyo, ive yavo.
Shona 2009?
"Vana venyu vaduku, vamakati vachatapwa, navana venyu vasingazivi nhasi zvakanaka nezvakaipa, ndivo vachapinda ikoko; ndichavapa iyo, ive yavo.
Shona SUB 2002 Bible
“Vana venyu vaduku, vamakati vachatapwa, navana venyu vasingazivi nhasi zvakanaka nezvakaipa, ndivo vachapinda ikoko; ndichavapa iyo, ive yavo.