Deuteronomy 1:42 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova akati kwandiri: Uti kwaʋari: Musakwira kana kurwa, nokuti ini handizi pakati penyu; kuti murege kukundwa pamberi paʋaʋeŋgi ʋenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Jehovha akataura kwandiri, akati, “Vaudze kuti, ‘Musakwira kundorwa, nokuti handiendi nemi. Muchakundwa navavengi venyu.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Tenzi akanditi, ‘Vaudze kuti; regai zvokuenda kundorwa nokuti handinemi mungandokurirwa navavengi venyu.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino Jehovha akati kwandiri, ‘Uti kwavari: Musakwira kana kurwa, nokuti ini handizi pakati penyu; kuti murege kukundwa pamberi pavavengi venyu.’
Shona 2009?
"Zvino Jehovha akati kwandiri, `Uti kwavari: Musakwira kana kurwa, nokuti ini handizi pakati penyu; kuti murege kukundwa pamberi pavavengi venyu.'
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino Jehovha akati kwandiri, ‘Uti kwavari: Musakwira kana kurwa, nokuti ini handizi pakati penyu; kuti murege kukundwa pamberi pavavengi venyu.’