Deuteronomy 1:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mosesi akataŋga kuɗudzira murairo uyu ʋari mhiri kwaJoridani, panyika yokwaMoabi, akati:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi akatanga kududzira murayiro uyu, vari nechokumabvazuva kweJorodhani munzvimbo yeMoabhu, achiti:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vachiri mhiri kwaJorodhani ikoko, munyika yeMoabhu, Mosesi akatanga kutsanangura mutemo uyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mosesi akatanga kududzira murayiro uyu vari mhiri kwaJorodhani, panyika yokwaMoabhu, akati,
Shona 2009?
Mozisi akatanga kududzira murayiro uyu vari mhiri kwaJorodhani, panyika yokwaMoabhu, akati,
Shona SUB 2002 Bible
Mosesi akatanga kududzira murairo uyu vari mhiri kwaJodhani, panyika yokwaMoabhu akati,