Deuteronomy 1:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova Mŋari weɗu wakataura nesu paHorebi, akati: Makagara ŋguʋa yakariŋgana pagomo iri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha Mwari wedu akataura kwatiri paHorebhu akati, “Magara nguva yakakwana pagomo rino.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati, “Tichiri kuHorebhu Tenzi Mwari wedu akatiti, ‘Nguva yamagara pagomo pano, yareba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Jehovha Mwari wedu akataura nesu paHorebhu, akati, ‘Makagara nguva yakaringana pagomo iri.
Shona 2009?
"Jehovha Mwari wedu akataura nesu paHorebhu, akati, `Makagara nguva yakaringana pagomo iri.
Shona SUB 2002 Bible
“Jehovha Mwari wedu akataura nesu paHorebhu, akati, ‘Makagara nguva yakaringana pagomo iri.