Deuteronomy 10:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Neŋguʋa iyo Jehova akati kwandiri: Uɀiʋezere mahwendefa maʋiri amabge, akafanana nookutaŋga, ukwire kwandiri kugomo, ugoɀiitira areka yamatanda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva iyoyo Jehovha akati kwandiri, “Veza mahwendefa maviri amabwe akaita saaya okutanga ugouya kwandiri pagomo. Ugadzirewo zvakare areka yomuti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Panguva iyoyo Tenzi akanditi, ‘Veza mafendefa maviri amabwe akafanana naaye okutanga ukwire nawo muno mugomo kwandiri ugadzire bhokisi ramapuranga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nenguva iyo Jehovha akati kwandiri, ‘Uzvivezere mahwendefa maviri amabwe, akafanana nookutanga, ukwire kwandiri kugomo, ugozviitira areka yamatanda.
Shona 2009?
"Nenguva iyo Jehovha akati kwandiri, `Uzvivezere mabwendefa maviri amabwe, akafanana nookutanga, ukwire kwandiri kugomo, ugozviitira areka yamatanda.
Shona SUB 2002 Bible
“Nenguva iyo Jehovha akati kwandiri, ‘Uzvivezere mahwendefa maviri amabwe, akafanana nookutanga, ukwire kwandiri kugomo, ugozviitira areka yamatanda.