Deuteronomy 10:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akati kwandiri: Simuka, utuŋgamirire ʋanhu, ʋapinde, ʋatore nyika, yandakapikira madziɓaɓa aʋo, kuti ndicaʋapa iyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akati kwandiri, “Enda, utungamirire vanhu panzira yavo, kuitira kuti vapinde uye vatore nyika yandakapikira madzibaba avo kuti ndichavapa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akanditi chienda utungamirire vanhu kuti vandopinda vatore nyika yandakatsidzira kupa madzitateguru avo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akati kwandiri, ‘Simuka, utungamirire vanhu, vapinde, vatore nyika, yandakapikira madzibaba avo, kuti ndichavapa iyo.’
Shona 2009?
Jehovha akati kwandiri, `Simuka, utungamirire vanhu, vapinde, vatore nyika, yandakapikira madzibaba avo, kuti ndichavapa iyo.'
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akati kwandiri, ‘Simuka, utungamirire vanhu, vapinde, vatore nyika, yandakapikira madzibaba avo, kuti ndichavapa iyo.’