Deuteronomy 10:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo dziŋgisai mŋoyo yenyu, murege kuʋa nemitsipa mikukutu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo, dzingisai mwoyo yenyu, uye murege kuva nemitsipa mikukutu zvakare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka chibvisai mumwoyo menyu zvose zvoumhandupandu izvi, mukande pasi zvose zvoundambakuudzwa,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo dzingisai mwoyo yenyu, murege kuva nemitsipa mikukutu.
Shona 2009?
Naizvozvo dzingisai moyo yenyu, murege kuva nemitsipa mikukutu.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo dzingisai mwoyo yenyu, murege kuva nemitsipa mikukutu.