Deuteronomy 10:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jehova Mŋari wenyu ndiMŋari waʋamŋari, naShe wamadzishe, Mŋari mukuru, unotyisa, usiŋgatsauri ʋanhu, kana kugamucira muɓayiro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari wavaMwari naIshe wamadzishe, Mwari mukuru, ane simba guru uye anotyisa, asingatsauri vanhu uye asingagamuchiri fufuro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti Tenzi Mwari wenyu, “NdiMwari wavamwari, ndiMambo wamadzimambo, mukuru ane simba. NdiMwari anotyisa asina rusaruro, anosema zvepfumbamuromo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari wavamwari, naShe wamadzishe, Mwari mukuru, unotyisa, usingatsauri vanhu, kana kugamuchira mubayiro.
Shona 2009?
Nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari wavamwari, naShe wamadzishe, Mwari mukuru, unotyisa, usingatsauri vanhu, kana kugamuchira mubayiro.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari wavamwari, naShe wamadzishe, Mwari mukuru, unotyisa, usingatsauri vanhu, kana kugamuchira mubairo.