Deuteronomy 10:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo munofanira kuɗa mutorwa, nokuti imi makaŋga muri ʋatorwa panyika yeEgipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye munofanira kuda vatorwa, nokuti imi maimbovawo vatorwa muIjipiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Naizvozvo imi idai mutorwa nokuti makambovawo vatorwa muIjipiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo munofanira kuda mutorwa, nokuti imi makanga muri vatorwa panyika yeIjipiti.
Shona 2009?
Naizvozvo munofanira kuda mutorwa, nokuti imwi makanga muri vatorwa panyika yeIjipiti.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo munofanira kuda mutorwa, nokuti imi makanga muri vatorwa panyika yeIjipiti.