Deuteronomy 10:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofanira kutya Jehova Mŋari wako; unofanira kumushumira iye, nokumunamatira, nokupika nezita rake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ityai Jehovha Mwari wenyu mugomushumira. Batirirai paari uye muite mhiko dzenyu muzita rake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Itya Tenzi Mwari wako umushandire, urambe wakati kwati kwati naye, upike nezita rake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unofanira kutya Jehovha Mwari wako; unofanira kumushumira iye, nokumunamatira, nokupika nezita rake.
Shona 2009?
Unofanira kutya Jehovha Mwari wako; unofanira kumushumira iye, nokumunamatira, nokupika nezita rake.
Shona SUB 2002 Bible
Unofanira kutya Jehovha Mwari wako; unofanira kumushumira iye, nokumunamatira, nokupika nezita rake.