Deuteronomy 10:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiye waunofanira kurumbidza, ndiye Mŋari wako, wakakuitira ɀinhu iɀi ɀikuru ɀinotyisa, ɀawakaʋona nameso ako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiye rumbidzo yenyu; ndiye Mwari wenyu, iye akakuitirai zvinhu zvikuru nezvishamiso zvinotyisa zvamakaona nameso enyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiye waunofanira kurumbidza, ndiye Mwari wako akakuitira zvinhu zvikuru zvinokatyamadza zvawakaona iwe nameso ako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiye waunofanira kurumbidza, ndiye Mwari wako, wakakuitira zvinhu izvi zvikuru zvinotyisa, zvawakaona nameso ako.
Shona 2009?
Ndiye waunofanira kurumbidza, ndiye Mwari wako, wakakuitira zvinhu izvi zvikuru zvinotyisa, zvawakaona nameso ako.
Shona SUB 2002 Bible
Ndiye waunofanira kurumbidza, ndiye Mwari wako, wakakuitira zvinhu izvi zvikuru zvinotyisa, zvawakaona nameso ako.