Deuteronomy 10:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Madziɓaɓa ako akaɓurukira Egipita ʋari ʋanhu ʋanamakumi manomŋe; ɀino Jehova Mŋari wako wakakuwanza senyeredzi dzokuɗeŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Madzitateguru enyu akaenda kuIjipiti vari makumi manomwe pamwe chete, uye zvino Jehovha Mwari wenyu achaita kuti muwande senyeredzi dzokudenga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Madzitateguru ako akaenda kuIjipiti vari makumi manomwe avanhu. Asi zvino Tenzi Mwari wako akakuitai kuti muwande senyenyedzi dzedenga.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Madzibaba ako akaburukira Ijipiti vari vanhu vana makumi manomwe; zvino Jehovha Mwari wako wakakuwanza senyeredzi dzokudenga.
Shona 2009?
Madzibaba ako akaburukira Ijipiti vari vanhu vana makumi manomwe; zvino Jehovha Mwari wako wakakuwanza senyeredzi dzokudenga.
Shona SUB 2002 Bible
Madzibaba ako akaburukira Ijipiti vari vanhu vana makumi manomwe; zvino Jehovha Mwari wako wakakuwanza senyenyedzi dzokudenga.