Deuteronomy 10:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akanyora pamahwendefa ɀakafanana norunyoro rwokutaŋga, aya mashoko anegumi, amakaʋudzwa naJehova pagomo, ari pakati pomŋoto, nezuʋa reʋuŋgano; Jehova akandipa iwo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akanyora pamahwendefa aya zvakafanana nezvaakanga anyora pakutanga, Mirayiro Gumi yaakanga akuudzai pagomo, ari mumoto, nezuva reungano. Uye Jehovha akaipa kwandiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sapakutanga, Tenzi akanyora pamafendefa iwayo mitemo gumi yamakanga mataurirwa naTenzi ari pagomo paya paya, ari mukati memoto pazuva riya riya romusangano, Tenzi ndokuapa kwandiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akanyora pamahwendefa zvakafanana norunyoro rwokutanga, aya mashoko ane gumi, amakaudzwa naJehovha pagomo, ari pakati pomoto, nezuva reungano; Jehovha akandipa iwo.
Shona 2009?
Akanyora pamabwendefa zvakafanana norunyoro rwokutanga, aya mashoko ane gumi, amakaudzwa naJehovha pagomo, ari pakati pomoto, nezuva reungano; Jehovha akandipa iwo.
Shona SUB 2002 Bible
Akanyora pamahwendefa zvakafanana norunyoro rwokutanga, aya mashoko ane gumi, amakaudzwa naJehovha pagomo, ari pakati pomoto, nezuva reungano; Jehovha akandipa iwo.