Deuteronomy 10:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
(Ʋana ʋaIsraeri ʋakasimuka paBeeroti Benejaakani, ʋakaenda Mosera; ndipo pakafira Aroni, napaakaʋigwa; Ereazari, mŋanakomana wake, akaɓata ʋuprista panɀimbo yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
(VaIsraeri vakasimuka vakabva pamatsime avaJaakani vakaenda kuMosera. Ipapo ndipo pakafira Aroni akavigwa, uye Ereazari mwanakomana wake akatora chinzvimbo chake somuprista.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIsiraeri vakabva pamatsime avanhu vokwaJaakani ndokundosvika kuMosera. Ndiko kwakafira Aroni akavigwa ikoko, ndokubva Ereazari mwanakomana wake ava mupristi panzvimbo yababa vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“(Vana vaIsiraeri vakasimuka paBheeroti Bhenejaakani, vakaenda Mosera; ndipo pakafira Aroni, napaakavigwa; Ereazari, mwanakomana wake, akabata upristi panzvimbo yake.
Shona 2009?
Vana vaIsiraeri vakasimuka paBheeroti Bhenejaakani, vakaenda Mosera; ndipo pakafira Aroni, napaakavigwa; Ereazari, mwanakomana wake, akabata uprista panzvimbo yake.
Shona SUB 2002 Bible
“(Vana VaIsiraeri vakasimuka paBheeroti Bhenejaakani, vakaenda Mosera; ndipo pakafira Aroni, napaakavigwa; Eriazari, mwanakomana wake, akabata upristi panzvimbo yake.