Deuteronomy 10:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ʋaRevi haʋanomugoʋe kana nhaka pakati pehama dzaʋo; Jehova ndiye nhaka yaʋo, seɀaʋakaʋudzwa naJehova Mŋari wenyu.)
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndokusaka vaRevhi vasina mugove wenhaka pakati pehama dzavo; Jehovha ndiyo nhaka yavo sezvavakaudzwa naJehovha Mwari wenyu.)
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokusaka vedzinza raRevhi vasina kupiwa chikamu chenyika kana nhakawo yavo sokutaurirwa kwavakanga vaitwa naTenzi Mwari wavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo vaRevhi havano mugove kana nhaka pakati pehama dzavo; Jehovha ndiye nhaka yavo, sezvavakaudzwa naJehovha Mwari wenyu.)
Shona 2009?
Naizvozvo vaRevhi havano mugove kana nhaka pakati pehama dzavo; Jehovha ndiye nhaka yavo, sezvavakaudzwa naJehovha Mwari wenyu.)
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo vaRevhi havano mugove kana nhaka pakati pehama dzavo; Jehovha ndiye nhaka yavo, sezvavakaudzwa naJehovha Mwari wenyu.)