Deuteronomy 11:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti nyika kwaunoenda kundoiita yako, haina‐kufanana nenyika yeEgipita, kwamakaɓuɗa, kwawaidɀara mbeu dzako, ucidziɗiridza namakumbo ako, somunda wemiriʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyika yamuri kupinda kundotora haina kufanana nenyika yeIjipiti, uko kwamakabva, uko kwamaidyara mbeu dzenyu muchidirira namakumbo sezvinoitwa mubindu romuriwo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti nyika yauri kuenda kundotora haina kufanana nenyika yeIjipiti kwamakabva, kwete, kwamaidyara mbeu muchiita zvokudiridza namaoko sebindu romuriwo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti nyika kwaunoenda kundoiita yako, haina kufanana nenyika yeIjipiti, kwamakabuda, kwawaidyara mbeu dzako, uchidzidiridza namakumbo ako, somunda wemiriwo,
Shona 2009?
Nokuti nyika kwaunoenda kundoiita yako, haina kufanana nenyika yeIjipiti, kwamakabuda, kwawaidzvara mbeu dzako, uchidzidiridza namakumbo ako, somunda wemiriwo,
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti nyika kwaunoenda kundoiita yako, haina kufanana nenyika yeIjipiti, kwamakabuda, kwawaidyara mbeu dzako, uchidzidiridza namakumbo ako, somunda wemiriwo,