Deuteronomy 11:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana mukaterera ɀakanaka mirairo yaŋgu, yandinokuraira nhasi, mukaɗa Jehova Mŋari wenyu nokumushumira nomŋoyo wenyu wose ʋuye nomŋeya wenyu wose,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka kana mukateerera mirayiro yandinokupai nhasi makatendeka, mukada Jehovha Mwari wenyu nokumushumira nomwoyo wenyu wose uye nomweya wenyu wose,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana machengeta mitemo yandiri kukupai nhasi uno, mukada Tenzi Mwari wenyu, nokumushandira nomwoyo wose, nomweya wenyu wose,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino kana mukaterera zvakanaka mirairo yangu, yandinokuraira nhasi, mukada Jehovha Mwari wenyu nokumushumira nomwoyo wenyu wose uye nomweya wenyu wose,
Shona 2009?
"Zvino kana mukateerera zvakanaka mirairo yangu, yandinokurairai nhasi, mukada Jehovha Mwari wenyu nokumushumira nomoyo wenyu wose uye nomweya wenyu wose,
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino kana mukaterera zvakanaka mirairo yangu, yandinokurairai nhasi, mukada Jehovha Mwari wenyu nokumushumira nomwoyo wenyu wose uye nomweya wenyu wose,