Deuteronomy 11:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye munofanira kuadzidzisa ʋana ʋenyu, mucitaurirana pamsoro pawo, kana iwe ugere paimba yako, kana ucifamba panzira, kana uciʋata pasi, ʋuye kana ucimuka;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Adzidzisei kuvana venyu, taurai pamusoro pavo pamunogara pasi uye nepamunenge muchifamba panzira, pamunorara pasi uye nepamunomuka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Adzidzisei vana venyu. Taura nezvawo ugere mumba yako, napaunenge uchifamba munzira, napaunenge uvete, napaunomuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye munofanira kuadzidzisa vana venyu, muchitaurirana pamusoro pawo, kana iwe ugere paimba yako, kana uchifamba panzira, kana uchivata pasi, uye kana uchimuka;
Shona 2009?
Uye munofanira kuadzidzisa vana venyu, muchitaurirana pamusoro pawo, kana iwe ugere paimba yako, kana uchifamba panzira, kana uchivata pasi, uye kana uchimuka;
Shona SUB 2002 Bible
Uye munofanira kuadzidzisa vana venyu, muchitaurirana pamusoro pawo, kana iwe ugere paimba yako, kana uchifamba panzira, kana uchivata pasi, uye kana uchimuka;