Deuteronomy 11:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ziʋai nhasi — nokuti handitauri naʋana ʋenyu ʋasina‐kuziʋa, ʋasina‐kuʋona kuraŋga kwaJehova Mŋari wenyu — ʋukuru bgake, necanza cake cinesimba, noruʋoko rwake rwakatambanudzwa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Murangarire nhasi kuti vana venyu havasivo vakaona nokuziva kuranga kwaJehovha Mwari wenyu: noukuru hwake, noruoko rwake rune simba, noruoko rwake rwakatambanudzwa;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nhasi uno, (sezvandisiri kutaura kuvana venyu vasingazvizivi vasina kumbozviona;) imimi munoziva kukudzidzisai kwakaita Tenzi Mwari wenyu, munozivawo ukuru hwake nesimba rake,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zivai nhasi nokuti handitauri navana venyu vasina kuziva, vasina kuona kuranga kwaJehovha Mwari wenyu ukuru hwake, neruoko rwake rune simba, noruoko rwake rwakatambanudzwa,
Shona 2009?
Zivai nhasi nokuti handitauri navana venyu vasina kuziva, vasina kuona kuranga kwaJehovha Mwari wenyu ukuru hwake, neruoko rwake rune simba, noruoko rwake rwakatambanudzwa,
Shona SUB 2002 Bible
Zivai nhasi nokuti handitauri navana venyu vasina kuziva, vasina kuona kuranga kwaJehovha Mwari wenyu ukuru hwake, neruoko rwake rune simba, noruoko rwake rwakatambanudzwa,