Deuteronomy 11:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nɀimbo ipi neipi inotsikwa netsoka dzenyu icaʋa yenyu, nenyika yenyu icabva parenje, neRebanoni, kubva parwizi, rwizi Ufratesi, kuȿikira kuguŋgwa rokumaʋirazuʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nzvimbo ipi neipi yamuchatsika netsoka dzenyu ichava yenyu: Nyika yenyu ichabva kurenje ichisvika kuRebhanoni, uye ichabva kuRwizi Yufuratesi ichisvika kugungwa rokumavirazuva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pose pachatsika rutsoka rwenyu pachava penyu. Muganho wenyu uchabvira kurenje kundosvika kuGomo reRebhanoni, kubvirawo kurwizi rukuru rwaYufuratesi kundosvika kugungwa rokumadokero.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nzvimbo ipi neipi inotsikwa netsoka dzenyu ichava yenyu, nenyika yenyu ichabva parenje, neRebhanoni, kubva parwizi, rwizi Yufuratesi, kusvikira kugungwa rokumavirazuva.
Shona 2009?
Nzvimbo ipi neipi inotsikwa netsoka dzenyu ichava yenyu, nenyika yenyu ichabva parenje, neRebhanoni, kubva parwizi, rwizi Yufuratesi, kusvikira kugungwa rokumavirazuva.
Shona SUB 2002 Bible
Nzvimbo ipi neipi inotsikwa netsoka dzenyu ichava yenyu, nenyika yenyu ichabva parenje, neRebhanoni, kubva parwizi, rwizi Yufuretesi, kusvikira kugungwa rokumavirazuva.