Deuteronomy 11:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko makomo awo haazi mhiri kwaJoridani, mberi kwenzira yokumaʋirira ezuʋa, munyika yaʋaKanani, ʋagere paMupata, pakatarisana neGirgari, pamiouki yeMore here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sezvamunoziva, makomo aya ari mhiri kweJorodhani, nechokumavirira kwomugwagwa, makananga kumavirazuva, pedyo nemiti mikuru yeMore, munyika yavaKenani vagere muArabha pedyo neGirigari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inga wani makomo iwayo ari munyika yevaKanani vanogara kuArabha, kwakatarisana neGirigari, kumhiri kwaJorodhani kumadokero munyasi momuti womuoku weMore.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko makomo awo haazi mhiri kwaJorodhani, mberi kwenzira yokumavirira ezuva, munyika yavaKenani, vagere paMupata, pakatarisana neGirigari, pamiouki yeMore here?
Shona 2009?
Ko makomo awo haazi mhiri kwaJorodhani, mberi kwenzira yokumavirira ezuva, munyika yavaKenani, vagere paMupata, pakatarisana neGirigari, pamiouki yeMore here?
Shona SUB 2002 Bible
Ko makomo awo haazi mhiri kwaJodhani, mberi kwenzira yokumavirira ezuva, munyika yaVaKenani, vagere paMupata, pakatarisana neGirigari, pamioku yeMore here?