Deuteronomy 11:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo munofanira kuceŋgeta murairo wose wandinokuraira nhasi, kuti musimbe, mupinde, mutore nyika iyo kwamunoyambuka kundoiita yenyu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo chengetai mirayiro yose yandinokupai nhasi, kuti muve nesimba rokupinda nokutora nyika yamuri kuyambuka Jorodhani kuti mundoita yenyu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Teererai mitemo yose yandiri kukupai nhasi uno kuti muwane simba mupinde mundotora nyika yamava kuyambukira kwairi kuti muiite yenyu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo munofanira kuchengeta murayiro wose wandinokuraira nhasi, kuti musimbe, mupinde, mutore nyika iyo kwamunoyambuka kundoiita yenyu;
Shona 2009?
"Naizvozvo munofanira kuchengeta murayiro wose wandinokuraira nhasi, kuti musimbe, mupinde, mutore nyika iyo kwamunoyambuka kundoiita yenyu;
Shona SUB 2002 Bible
“Naizvozvo munofanira kuchengeta murairo wose wandinokurairai nhasi, kuti musimbe, mupinde, mutore nyika iyo kwamunoyambuka kundoiita yenyu;