Deuteronomy 12:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiɀo ɀakatemŋa, neɀakatoŋgwa, ɀamunofanira kucenjera kuti muɀiite panyika yawakapiwa naJehova Mŋari wamadziɓaɓa ako, kuti iʋe yako, mazuʋa ose amunogara panyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iyi ndiyo mitemo nemirayiro yamunofanira kuchenjera kuti mutevere munyika iyo Jehovha, iye Mwari wamadzibaba enyu, yaakakupai kuti ive yenyu, mazuva ose amuchagara munyika iyi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Iyi ndiyo mirao nezvirevo zvamunofanira kungwarira kuchengeta, mazuva ose oupenyu hwenyu pasi pano, munyika yauri kupiwa naTenzi Mwari wamadzitateguru ako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndizvo zvakatemwa, nezvakatongwa, zvamunofanira kuchenjera kuti muzviite panyika yawakapiwa naJehovha Mwari wamadzibaba ako, kuti ive yako, mazuva ose amunogara panyika.
Shona 2009?
"Ndizvo zvakatemwa, nezvakatongwa, zvamunofanira kuchenjera kuti muzviite panyika yawakapiwa naJehovha Mwari wamadzibaba ako, kuti ive yako, mazuva ose amunogara panyika.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndizvo zvakatemwa, nezvakatongwa, zvamunofanira kuchenjera kuti muzviite panyika yawakapiwa naJehovha Mwari wamadzibaba ako, kuti ive yako, mazuva ose amunogara panyika.