Deuteronomy 12:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi panɀimbo icatsaurwa naJehova panorumŋe rwamarudzi ako, ndipo paunofanira kuʋuya neɀipo ɀako ɀinopiswa, ndipo paunofanira kuita ɀose ɀandinokuraira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muzvipe chete panzvimbo ichatsaurwa naJehovha mune rumwe rwamarudzi enyu, uye ipapo muchapa zvipiriso zvenyu zvinopiswa uye muchaita zvose zvandinokurayirai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi pira panzvimbo imwechete inenge yasarudzwa naTenzi munyika yerimwe dzinza renyu. Ikoko ndiko kwaunofanira kupira mipiro yokupisa nokuita zvose zvandiri kukuudza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi panzvimbo ichatsaurwa naJehovha pano rumwe rwamarudzi ako, ndipo paunofanira kuuya nezvipo zvako zvinopiswa, ndipo paunofanira kuita zvose zvandinokuraira.
Shona 2009?
asi panzvimbo ichatsaurwa naJehovha pano rumwe rwamarudzi ako, ndipo paunofanira kuuya nezvipo zvako zvinopiswa, ndipo paunofanira kuita zvose zvandinokuraira.
Shona SUB 2002 Bible
asi panzvimbo ichatsaurwa naJehovha pano rumwe rwamarudzi ako, ndipo paunofanira kuuya nezvipo zvako zvinopiswa, ndipo paunofanira kuita zvose zvandinokuraira.