Deuteronomy 12:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cenjera kuti urege kukaŋganwa muRevi ŋguʋa yose yaunogara munyika yako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chenjerai kuti murege kukanganwa vaRevhi nguva yose yamuchagara munyika yenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usazorega kuva nehanya nevaRevhi nguva dzose dzaunogara munyika iyoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chenjera kuti urege kukanganwa muRevhi nguva yose yaunogara munyika yako.
Shona 2009?
Chenjera kuti urege kukangamwa muRevhi nguva yose yaunogara munyika yako.
Shona SUB 2002 Bible
Chenjera kuti urege kukanganwa muRevhi nguva yose yaunogara munyika yako.