Deuteronomy 12:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munofanira kuparadza cose nɀimbo dzose, apo, ndudzi dzose dzamunopiwa kuti dziʋe dzenyu, padzaishumira ʋamŋari ʋadzo, pamakomo marefu, napaɀikomo, napasi pemiti mitema yose;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Paradzai chose nzvimbo dzose dziri pamakomo akakwirira nepazvikomo zvose uye napasi pemiti yose yakapfumvutira apo ndudzi dzose dzamunotorera nyika dzinoshumira vamwari vadzo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndudzi dzamuri kundotorera nyika yadzo dzine nzvimbo dzadzinonamatira vamwari vadzo dziri mumakomo marefu nomuzvikomo nomunyasi momuti wose wakasvibira mashizha. Nzvimbo idzodzo dzose dziparadzei zvokuparadza zviya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munofanira kuparadza chose nzvimbo dzose, apo, ndudzi dzose dzamunopiwa kuti dzive dzenyu, padzaishumira vamwari vadzo, pamakomo marefu, napazvikomo, napasi pemiti mitema yose;
Shona 2009?
Munofanira kuparadza chose nzvimbo dzose, apo, ndudzi dzose dzamunopiwa kuti dzive dzenyu, padzaishumira vamwari vadzo, pamakomo marefu, napazvikomo, napasi pemiti mitema yose;
Shona SUB 2002 Bible
Munofanira kuparadza chose nzvimbo dzose, apo, ndudzi dzose dzamunopiwa kuti dzive dzenyu, padzaishumira vamwari vadzo, pamakomo marefu, napazvikomo, napasi pemiti mitema yose;