Deuteronomy 12:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi cenjera kwaɀo kuti urege kudya ropa, nokuti ropa ndibgo ʋupenyu; usadya ʋupenyu pamŋe cete nenyama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi uchenjere kuti urege kudya ropa, nokuti ropa ndihwo upenyu, naizvozvo haufaniri kudya upenyu pamwe chete nenyama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi chenjerera chete kuti urege kudya ropa nokuti ropa ndohupenyu nezvo usadye upenyu pamwechete nenyama yacho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi chenjera kwazvo kuti urege kudya ropa, nokuti ropa ndihwo upenyu; usadya upenyu pamwechete nenyama.
Shona 2009?
Asi chenjera kwazvo kuti urege kudya ropa, nokuti ropa ndihwo upenyu; usadya upenyu pamwechete nenyama.
Shona SUB 2002 Bible
Asi chenjera kwazvo kuti urege kudya ropa, nokuti ropa ndihwo upenyu; usadya upenyu pamwechete nenyama.