Deuteronomy 12:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usaridya, kuti ɀiʋe ɀakanaka newe, iwe, naʋana ʋako ʋanokuteʋera, kana uciita ɀakarurama pamberi paJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usaridya, kuti zvive zvakakunakira iwe navana vako vachakutevera, nokuti unenge uchiita zvakanaka pamberi paJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usaridye kuti zvose zvikunakire iwe nezvizvarwa zvako nokuti unenge uchiita zvinofadza Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usaridya, kuti zvive zvakanaka newe, iwe, navana vako vanokutevera, kana uchiita zvakarurama pamberi paJehovha.
Shona 2009?
Usaridya, kuti zvive zvakanaka newe, iwe, navana vako vanokutevera, kana uchiita zvakarurama pamberi paJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Usaridya, kuti zvive zvakanaka newe, iwe, navana vako vanokutevera, kana uchiita zvakarurama pamberi paJehovha.