Deuteronomy 12:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino unofanira kugadzira ɀipiriso ɀako ɀinopiswa, nyama neropa, paartari yaJehova Mŋari wako; ropa reɀiɓayiro ɀako rinofanira kuteʋurirwa paartari yaJehova Mŋari wako, asi iwe unofanira kudya nyama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uise zvipiriso zvako zvinopiswa paaritari yaJehovha Mwari wako, zvose zviri zviviri, nyama neropa. Ropa rezvibayiro zvako rinofanira kudururwa parutivi pearitari yaJehovha Mwari wako, asi ungadya zvako nyama yacho.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ikoko ndiko kwaunopira mipiro iya yokupisa chibayiro chose zvacho, ropa nenyama yacho zvichiiswa paatari yaTenzi Mwari wako. Asi kana zviri zvimwe zvibayiro, ropa dururira paatari yaTenzi Mwari wako, nyama yacho uchidya zvako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino unofanira kugadzira zvipiriso zvako zvinopiswa, nyama neropa, paatari yaJehovha Mwari wako; ropa rezvibayiro zvako rinofanira kuteurirwa paatari yaJehovha Mwari wako, asi iwe unofanira kudya nyama.
Shona 2009?
Zvino unofanira kugadzira zvipiriso zvako zvinopiswa, nyama neropa, paaritari yaJehovha Mwari wako; ropa rezvibayiro zvako rinofanira kuteurirwa paaritari yaJehovha Mwari wako, asi iwe unofanira kudya nyama.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino unofanira kugadzira zvipiriso zvako zvinopiswa, nyama neropa, paatari yaJehovha Mwari wako; ropa rezvibairo zvako rinofanira kuteurirwa paatari yaJehovha Mwari wako, asi iwe unofanira kudya nyama.