Deuteronomy 12:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cinhu cipi necipi candinokurairai, cenjerai kuti muɀiite; musawedzera kwaɀiri, kana kutapudza kwaɀiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munofanira kuita zvose zvandakakurayirai; musawedzera pazviri kana kubvisa kubva pazviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Nyatsochengeta zvose zvandiri kukuudza, usambowedzera kana kutapudza chinhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Chinhu chipi nechipi chandinokurairai, chenjerai kuti muzviite; musawedzera kwazviri, kana kutapudza kwazviri.
Shona 2009?
"Chinhu chipi nechipi chandinokurairai, chenjerai kuti muzviite; musawedzera kwazviri, kana kutapudza kwazviri.
Shona SUB 2002 Bible
“Chinhu chipi nechipi chandinokurairai, chenjerai kuti muzviite; musawedzera kwazviri, kana kutapudza kwazviri.