Deuteronomy 12:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
munofanira kuʋuya’po neɀipiriso ɀenyu ɀinopiswa, neɀiɓayiro ɀenyu, neɀegumi ɀenyu, neɀipiriso ɀakatsaurwa namaʋoko enyu, neɀipikiso ɀenyu, neɀipo ɀokuɗa kwenyu, naʋana ʋemhoŋgora dzeŋombe dzenyu nedzamakwai enyu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ipapo ndipo panofanira kuuyiswa zvipiriso nezvinopiswa zvenyu zvegumi zvenyu nezvipo zvamakatsaura, zvamakapikira kuti muchapa uye nezvipo zvokuda kwenyu, nezvibereko zvokutanga zvenzombe dzenyu uye nezvibereko zvokutanga zvamakwai enyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ikoko ndiko kwamuchaunza mipiro yokupisa, nezvibayiro nemipiro yezvegumi, nezvimwe zvipo zvamunopira, nemipiro yezvamunenge makambotsidzira, nemipiro yokupa nokuda kwenyu, nemipiro yamatangwe emombe neezvimwe zvipfuwo zvenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
munofanira kuuyapo nezvipiriso zvenyu zvinopiswa, nezvibayiro zvenyu, nezvegumi zvenyu, nezvipiriso zvakatsaurwa namaoko enyu, nezvipikiso zvenyu, nezvipo zvokuda kwenyu, navana vemhongora dzemombe dzenyu nedzamakwai enyu;
Shona 2009?
munofanira kuuyapo nezvipiriso zvenyu zvinopiswa, nezvibayiro zvenyu, nezvegumi zvenyu, nezvipiriso zvakatsaurwa namaoko enyu, nezvipikiso zvenyu, nezvipo zvokuda kwenyu, navana vemhongora dzemombe dzenyu nedzamakwai enyu;
Shona SUB 2002 Bible
munofanira kuuyapo nezvipiriso zvenyu zvinopiswa, nezvibairo zvenyu, nezvegumi zvenyu, nezvipiriso zvakatsaurwa namaoko enyu, nezvipikiso zvenyu, nezvipo zvokuda kwenyu, navana vematangwe emombe dzenyu nedzamakwai enyu;