Deuteronomy 12:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti mucigere kuȿika pazororo napanhaka, yaunopiwa naJehova Mŋari wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
sezvo musati masvika panzvimbo yezororo nenhaka yamunopiwa naJehovha Mwari wenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye zvino hamusati masvika zvenyu kwamuchanyatsogara, kunyika yamuri kupiwa naTenzi Mwari wenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti muchigere kusvika pazororo napanhaka, yaunopiwa naJehovha Mwari wako.
Shona 2009?
nokuti muchigere kusvika pazororo napanhaka, yaunopiwa naJehovha Mwari wako.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti muchigere kusvika pazororo napanhaka, yaunopiwa naJehovha Mwari wako.