Deuteronomy 13:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ƲaIsraeri ʋose ʋaɀinzwe, ʋatye, ʋarege kuzoita ɀakaipa ɀakaɗai pakati pako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Israeri yose ichazvinzwa ikatya, uye hapana kana mumwe pakati penyu achazoita chinhu chakaipa kudaro zvakare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIsiraeri vachazvinzwa vachatya, vakarega kuzoitazve chinhu chakaipa chikadaro pakati penyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
VaIsiraeri vose vazvinzwe, vatye, varege kuzoita zvakaipa zvakadai pakati pako.
Shona 2009?
Valsiraeri vose vazvinzwe, vatye, varege kuzoita zvakaipa zvakadai pakati pako.
Shona SUB 2002 Bible
VaIsiraeri vose vazvinzwe, vatye, varege kuzoita zvakaipa zvakadai pakati pako.