Deuteronomy 13:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ukanzwa ʋacikuʋudza munerimŋe ramaguta ako aunopiwa naJehova Mŋari wako, kuti ugare’mo, ʋaciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana ukanzwa zvichitaurwa pamusoro perimwe ramaguta amuri kupiwa naJehovha Mwari wenyu kuti mugaremo
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvingaitikewo kuti unganzwe kuti mune rimwe guta renyu ramuri kupiwa naTenzi Mwari wenyu rokugara
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana ukanzwa vachikuudza mune rimwe ramaguta ako aunopiwa naJehovha Mwari wako, kuti ugaremo, vachiti,
Shona 2009?
"Kana ukanzwa vachikuudza mune rimwe ramaguta ako aunopiwa naJehovha Mwari wako, kuti ugaremo, vachiti,
Shona SUB 2002 Bible
“Kana ukanzwa vachikuudza mune rimwe ramaguta ako aunopiwa naJehovha Mwari wako, kuti ugaremo, vachiti,