Deuteronomy 13:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cinhu cimŋe ceɀakayeriswa ŋgacirege kunamatira pamaʋoko ako, kuti Jehova aɀidzore pakutsamŋa kwake kukuru, akunzwire nyasha, aʋe netsitsi newe, akuwanze, seɀaakapikira madziɓaɓa ako;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ngapasava nechimwe chezvinhu izvo zvakatongwa chinoonekwa mumaoko ako, kuti Jehovha adzore kutsamwa kwake kukuru; achakunzwirai tsitsi, agokunzwirai ngoni uye achakuwedzerai uwandu hwenyu, sezvaakakuvimbisai nemhiko kumadzitateguru enyu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvinhu izvozvo zvose zvinenge zvanzi zviparadzwe, usazombobata zvako kunyange chimwe chazvo kuti upodze hasha dzaTenzi, dzinotyisa, akunzwirei nyasha akuitirei tsitsi aite kuti muwande sokutsidzira kwaakaita kumadzitateguru ako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chinhu chimwe chezvakayeriswa ngachirege kunamatira pamaoko ako, kuti Jehovha azvidzore pakutsamwa kwake kukuru, akunzwire nyasha, ave netsitsi newe, akuwanze, sezvaakapikira madzibaba ako;
Shona 2009?
Chinhu chimwe chezvakayeriswa ngachirege kunamatira pamaoko ako, kuti Jehovha azvidzore pakutsamwa kwake kukuru, akunzwire nyasha, ave netsitsi newe, akuwanze, sezvaakapikira madzibaba ako;
Shona SUB 2002 Bible
Chinhu chimwe chezvakayeriswa ngachirege kunamatira pamaoko ako, kuti Jehovha azvidzore pakutsamwa kwake kukuru, akunzwire nyasha, ave netsitsi newe, akuwanze, sezvaakapikira madzibaba ako;