Deuteronomy 13:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kana ukaterera inzwi raJehova Mŋari wako, ukaceŋgeta mirairo yake yose, yandinokuraira nhasi, uciita ɀakarurama pamberi paJehova Mŋari wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti makateerera Jehovha Mwari wenyu, kana mukachengeta mirayiro yandiri kukupai nhasi uye nokuita zvakanaka pamberi pake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokunge wateerera izwi raTenzi Mwari wako uchichengeta mitemo yake yandiri kukuudza nhasi uno, kuti uite zvinofadza Tenzi Mwari wako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana ukaterera izwi raJehovha Mwari wako, ukachengeta mirairo yake yose, yandinokuraira nhasi, uchiita zvakarurama pamberi paJehovha Mwari wako.
Shona 2009?
kana ukateerera inzwi raJehovha Mwari wako, ukachengeta mirairo yake yose, yandinokuraira nhasi, uchiita zvakarurama pamberi paJehovha Mwari wako.
Shona SUB 2002 Bible
kana ukaterera izwi raJehovha Mwari wako, ukachengeta mirairo yake yose, yandinokuraira nhasi, uchiita zvakarurama pamberi paJehovha Mwari wako.