Deuteronomy 13:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ico ciratidzo kana cinoshamisa cikaitika, caakataura kwauri, aciti: Ŋgatiteʋere ʋamŋe ʋamŋari, ʋawakaŋga usiŋgaziʋi, tiʋashumire;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
zvino kana chiratidzo ichi kana chishamiso chaataura nezvacho chikaitika, zvino iye akati, “Ngatiteverei vamwe vamwari” (vamwari vamusingazivi) “uye ngativanamatei,”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
achifembera zvichazoitika, zvichizoitika, asi achizoti ngatinamate vamwe vamwari vausingambozivi, tivashandire.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
icho chiratidzo kana chinoshamisa chikaitika, chaakataura kwauri, achiti, ‘Ngatitevere vamwe vamwari, vawakanga usingazivi, tivashumire;’
Shona 2009?
icho chiratidzo kana chinoshamisa chikaitika, chaakataura kwauri, achiti, `Ngatitevere vamwe vamwari, vawakanga usingazivi, tivashumire;'
Shona SUB 2002 Bible
icho chiratidzo kana chinoshamisa chikaitika, chaakataura kwauri, achiti, ‘Ngatitevere vamwe vamwari, vawakanga usingazivi, tivashumire;’