Deuteronomy 13:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munofanira kuteʋera Jehova Mŋari wenyu nokumutya, nokuceŋgeta mirairo yake, nokuterera inzwi rake, nokumushumira, nokumunamatira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
NdiJehovha Mwari wenyu wamunofanira kutevera, uye ndiye wamunofanira kukudza. Chengetai mirayiro yake mugomuteerera; mumushumire uye munamatire kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi Mwari wenyu ndiye wamunofanira kutevera, ndiye wamunofanira kuremekedza. Mitemo yake ndiyo yamunofanira kuchengeta. Teererai izwi rake, mumushandire, murambe makati kwati naye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munofanira kutevera Jehovha Mwari wenyu nokumutya, nokuchengeta mirairo yake, nokuterera inzwi rake, nokumushumira, nokumunamatira.
Shona 2009?
Munofanira kutevera Jehovha Mwari wenyu nokumutya, nokuchengeta mirairo yake, nokuteerera inzwi rake, nokumushumira, nokumunamatira.
Shona SUB 2002 Bible
Munofanira kutevera Jehovha Mwari wenyu nokumutya, nokuchengeta mirairo yake, nokuteerera izwi rake, nokumushumira, nokumunamatira.