Deuteronomy 13:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi unofanira kumuʋuraya ɀirokwaɀo; ruʋoko rwako ŋgarutaŋge kumuʋuraya, pashure maʋoko aʋamŋe ʋanhu ʋose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Unotofanira kumuuraya zvirokwazvo. Ruoko rwako ndirwo runofanira kutanga kumuuraya, zvino maoko avamwe vanhu ozotevera pakumuuraya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi iwe muuraye chete! Pakumuuraya iwe noruoko rwako ndiwe unotanga kwozotevera vamwe vose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi unofanira kumuuraya zvirokwazvo; ruoko rwako ngarutange kumuuraya, pashure maoko avamwe vanhu vose.
Shona 2009?
asi unofanira kumuuraya zvirokwazvo; ruoko rwako ngarutange kumuuraya, pashure maoko avamwe vanhu vose.
Shona SUB 2002 Bible
asi unofanira kumuuraya zvirokwazvo; ruoko rwako ngarutange kumuuraya, pashure maoko avamwe vanhu vose.