Deuteronomy 14:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi muri ʋana ʋaJehova Mŋari wenyu; musaɀitema, kana kuɀiʋeʋura pakati pameso pamsoro paʋakafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imi muri vana vaJehovha Mwari wenyu. Musazvicheka kana kuzviveura pamberi pomusoro muchiitira vakafa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Imi muri vana vaTenzi Mwari wenyu. Musazvicheke-cheke kana kuzviveura vhudzi rapahuma dzenyu pamunenge mafirwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Imi muri vana vaJehovha Mwari wenyu; musazvitema, kana kuzviveura pakati pameso pamusoro pavakafa.
Shona 2009?
"imwi muri vana vaJehovha Mwari wenyu; musazvitema,kana kuzviveura pakati pameso pamusoro pavakafa.
Shona SUB 2002 Bible
“Imi muri vana vaJehovha Mwari wenyu; musazvitema, kana kuzviveura pakati pameso pamusoro pavakafa.