Deuteronomy 14:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi ɀose ɀisineɀimbi namakwande, musaɀidya iɀo, haɀina‐kunaka kwamuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi chipi nechipi zvacho chisina zvimbi namakwande hamufaniri kudya; nokuti hachina kuchena.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi musadye chose chisina zvimbi namakwande, chakan'ora kwamuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi zvose zvisina zvimbi namakwande, musazvidya izvo, hazvina kunaka kwamuri.
Shona 2009?
asi zvose zvisina zvimbi namakwande, musazvidya izvo, hazvina kunaka kwamuri.
Shona SUB 2002 Bible
asi zvose zvisina zvimbi namakwande, musazvidya izvo, hazvina kunaka kwamuri.