Deuteronomy 14:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muŋgadya shiri dzose dzakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mungadya henyu shiri ipi neipi yakachena.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Shiri dzose dzisina kun'ora mungadye zvenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mungadya shiri dzose dzakanaka.
Shona 2009?
"Mungadya shiri dzose dzakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
“Mungadya shiri dzose dzakanaka.