Deuteronomy 14:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi dzamusiŋgafaniri kudya ndidzo: Gora guru, negondo guru, nenyamudzura;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi dzamusingafaniri kudya ndeidzi: gondo, gora, gora dema,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi idzi ndidzo shiri dzausingabvumirwi kudya dzinoti; gondo negora nechapungu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi dzamusingafaniri kudya ndidzo: Gora guru, negondo guru, nenyamudzura;
Shona 2009?
Asi dzamusingafaniri kudya ndidzo: Gora guru, negondo guru, nenyamudzura;
Shona SUB 2002 Bible
Asi dzamusingafaniri kudya ndidzo: gora guru, negondo guru, nenyamudzura;