Deuteronomy 14:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀose ɀinamapapiro ɀinokambaira ɀinofanira kuʋa ɀisina‐kunaka kwamuri; haɀifaniri kudyiwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvipuka zvose zvina mapapiro zvinokambaira hazvina kuchena kwamuri; hamufaniri kuzvidya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvipembenene zvine mapapiro, zvose zvazvo zvakan'ora kwamuri, hazvidyiwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvose zvina mapapiro zvinokambaira zvinofanira kuva zvisina kunaka kwamuri; hazvifaniri kudyiwa.
Shona 2009?
"Zvose zvina mapapiro zvinokambaira zvinofanira kuva zvisina kunaka kwamuri; hazvifaniri kudyiwa.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvose zvina mapapiro zvinokambaira zvinofanira kuva zvisina kunaka kwamuri; hazvifaniri kudyiwa.