Deuteronomy 14:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti uri rudzi rutȿene kunaJehova Mŋari wako; Jehova wakakutsaura pakati pendudzi dzose dzaʋanhu ʋari panyika, kuti uʋe rudzi rwake cairwo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti muri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wenyu. Jehovha akakutsaurai kubva pakati pendudzi dzose dziri panyika kuti muve rudzi rwake runokosha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti muri rudzi rwavanhu vatsvene vakatsaurirwa Tenzi Mwari wenyu. Tenzi akakusarudza pakati pemarudzi ose epasi pano pose akati muve vanhu vake pachake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti uri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wako; Jehovha wakakutsaura pakati pendudzi dzose dzavanhu vari panyika, kuti uve rudzi rwake chairwo.
Shona 2009?
Nokuti uri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wako; Jehovha wakakutsaura pakati pendudzi dzose dzavanhu vari panyika, kuti uve rudzi rwake chairwo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti uri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wako; Jehovha wakakutsaura pakati pendudzi dzose dzavanhu vari panyika, kuti uve rudzi rwake chairwo.